Tsananguro (Meaning)

Munhu anenge ari kukarira mombe kuti dzishande nesimba imwe nguva achirova mombe netyava kuti dzifambise dzisakorondoke.

Home Dictionary Learn Profile