Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Chinzvimbo chine masimba chinopihwa mumwe munhu pamusoro pevamwe vanhu sepamabas...
Munhu anounganidza nyanga.
Munhu aizivikanwa nekutamba ngoma pamitambo yaiitwa pasichigare yakaita semapira...
Munhu anobuda pazvivhitivhiti achitaura mamiriro ekunze kumativi mana ese enyika...
Munhu anorapa vanhu.
Muripo unopiwa ishe kana achitonga nyaya.
Zita remhuri rinopiwa uyo anopingudza mombe dzava matore dzachembera.
Chinoshandiswa kurodza matemo.
Munhu angava murume kana mukadzi ari kushanda semutumwa zvikurusei parufu. Dunzv...
Kushanda basa rinonetesa zvikuru.
Munhu anoita zvakapfurikidza pakubatsira vanhu.
Munhu anogonesa kurapa. Munhurume anosvikirwa nemudzimu achiita zvekurapa.
Mutongi munyika wezve matongerwo enyika.
Munhu anochengetedza magwaro muchikuvamagwaro. Kana vawanda toti vana chikuvamag...
Vanounganidza matanga emombe kana kuti mombe zhinji.
Munhu ane mukurumbira wekuridza mbira.
Munhu anomirira vatongwi.
Munhu ane mukurumbira wekurapa.
Nyanzvi yoku vhima.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Munhu anoshandirana nevamwe mune zvakarurama.
Murimi mukuru anokohwa kunyangwe gore rine nzara.
Kufudza hwai.
Muvhimi wechikadzi.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more