Tsananguro (Meaning)

Munhu anoita basa rekuchengetedza vanhu nekurwa kana hondo yauya. Kare paitsvagwa varume vakasimba uye vane unyanzvi pakukanda mapfumo, miseve nekushandisa matemo netsvimbo.

Home Dictionary Learn Profile