Includes: Chikafu, Usavi, Zvirimwa, Zvinwiwa
Kubika zvinhu zvakaita senyama zvakawanda kazhinji muhari imwe chete.
Sadza raburwa pamoto risina kushinyira.
Murwi wechibage chakapurwa kana kutonongorwa.
Tsanga dze chibage dzabviswa kamoyo kepakati.
Nzungu dzisina kukora dzinodyiwa nevana pakukohwa.
Mukaka mumbishi kana wakakora unomwiwa kana kudyiwa vanhu vapedza kusvusvura.
Kasadza kadiki kanobikirwa munhu mumwe chete.
Nhopi yakaitwa nematapiri kana tsenza dzakapwanywa mushure mekubikwa.
Nyama yakaomeswa.
Dovi rinodyiwa rakadaro
Nzungu dzakamaranzwa dzaitwa usavi hwe kudyisa sadza.
Kuumbiridza sadza nemugwaku.
Kudya kwamanheru vanhu vasati vavata.
Kudya kwavanhu mangwanani kana masikati.
Sadza diki rekupedzisira kupakurwa mupoto roiswa pamusoro perimwe.
Kuomarara kwezvinhu zvinoda kubikwa nguva refu.
Dovi rega rakabikwa risina chimwe chakandwa imomo rekuita usavi hwekudyisa sadza...
Chibage chisina kunyatsosvika.
Musana wehuku kana wabikwa
Bota rinogadzirwa nekukanya muto wemazhanje.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Nzungu dzakakangwa dzikakuyiwa.
Chibage chinyoro chave kuda kusvika pakusimba kwekuti chidyiwe.
Mhokotorwa inobva paguyo rakuyirwa dovi.
Kunonaka.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more