Includes: Chikafu, Usavi, Zvirimwa, Zvinwiwa
Mukaka mumbishi kana wakakora unomwiwa kana kudyiwa vanhu vapedza kusvusvura.
Kasadza kadiki kanobikirwa munhu mumwe chete.
Nhopi yakaitwa nematapiri kana tsenza dzakapwanywa mushure mekubikwa.
Nyama yakaomeswa.
Dovi rinodyiwa rakadaro
Nzungu dzakamaranzwa dzaitwa usavi hwe kudyisa sadza.
Kuumbiridza sadza nemugwaku.
Kudya kwamanheru vanhu vasati vavata.
Kudya kwavanhu mangwanani kana masikati.
Sadza diki rekupedzisira kupakurwa mupoto roiswa pamusoro perimwe.
Kuomarara kwezvinhu zvinoda kubikwa nguva refu.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more