Includes: Ropa
Mai vemukadzi wako.
Mukadzi anomiririra panoroorana vaviri.
Mukadzi wechipiri pabarika ari munin'ina wemukadzi wekutanga.
Mukadzi anoroorwa pfuma yacho yabviswa yotorwa ne hanzvadzi yake yonoroora mukad...
Mukadzi wechipiri
Murume zita raanodaidza naro mukadzi wa tsano vake hanzvadzi yemukadzi
Mukadzi zita raanodaidza naro mai vemurume wake
Mwana anouya nemukadzi achiroorwa ariwe mumwe murume.
Mukadzi mukuru pabarika
Mukadzi akaroorwa.
Mukadzi mudiki pabarika
Mubereki wemuroora wako, kana kuti vabereki wemukwasha wako.
Murume wehanzvadzi kana tete vako ndokunge iwe uri murume. Murume wemwanasikana...
Kana uri munhurume murume we mwanasikana wehanzvadzi yako
Hanzvadzi yemukuwasha wako
Murume akaroora mumba mawakaroora iwe.
Munhu anotumwa kufambisa mashoko pakati pemhuri dziri kuroorerana.
Murume ku munin'ina wemukadzi wake. Mukadzi ku munin'ina wemurume wake
Kana uri munhurume mukadzi wemwana we hanzvadzi yako
Buy cheap Laptops in end of month sale
Hanzvadzi yemurume wako
Munin’ina wamai vako uyo akaroorwa nanaba vako
Sisi kana munin’ina wemukadzi wako
Baba vemukadzi wawakaroora vose nehanzvadzi dzake nana babamunini vake.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more