Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Munhu anoita zvakapfurikidza pakubatsira vanhu.
Munhu anogonesa kurapa. Munhurume anosvikirwa nemudzimu achiita zvekurapa.
Mutongi munyika wezve matongerwo enyika.
Munhu anochengetedza magwaro muchikuvamagwaro. Kana vawanda toti vana chikuvamag...
Vanounganidza matanga emombe kana kuti mombe zhinji.
Munhu ane mukurumbira wekuridza mbira.
Munhu anomirira vatongwi.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more