Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Nzvimbo inochema shiri.
Panosangana nzizi mbiri dzodira mvura munzvimbo imwe chete rwuchizoita rwizi rwu...
Nzvimbo inofudzirwa zvipfuyo
Nzvimbo nenguva yakasununguka kwaunogona kutandara nekuita zvaunoda wakasununguk...
Nzvimbo inofudzirwa zvipfuyo.
Kumucheto kwedziva rwizi kana gungwa.
Nzvimbo ine ingwe dzakawanda
Zvinhu kana nzvimbo inotyisa yokuti unofunga kaviri usati waenda kana kuita
Panopesana nzira mbiri.
Munogara matendere ehuku adzinokandirira mazai
Munovigwa vanhu vanenge vafa.
Munogadzirwa simbi.
Kanzira kadiki ketsoka kanodarika nemuhuswa.
Kanzira kari mumahuswa
Panoenda Vashona kana voda kunamata kana kupira kuna Musikavanhu.
Nzira inofamba mbeva
Buy cheap Laptops in end of month sale
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more