Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Munhu anogara pasi akanyarara.
Divi rinobudira zuva mangwanani
Munhu anoparadzanisa vanhu vanenge vakagara zvakanaka.
Munhu anogara achingorwara rwara.
Mukadzi anozvara vana vakafa
Nzvimbo inochema shiri.
Munhukadzi akurirwa nemimba ava kuda kusununguka
Mukadzi wechipiri pachipari.
Munhu anotaura zvisingaznzwisisike.
Munda kana gomba rakakura.
Divi rinonyura zuva manheru
Panosangana nzizi mbiri dzodira mvura munzvimbo imwe chete rwuchizoita rwizi rwu...
Divi rinonyurira zuva manheru.
Munhu ane mombe dzemukaka dzakawanda.
Munhu anoita zvinosetsa vanhu.
Murume anoyera mutupo we gumbo.
Munhu anokambura kana anotora muriwo kana usavi hwakawanda kudarika mugove wemun...
Vedzinza rako vakafa karekare.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Munhu anezvinomunetsa mupfungwa.
Munhukadzi akanyangara
Munhu asina matyira anotaura chokwadi chinogona kuzomupinza mumatambudziko.
Nzvimbo inofudzirwa zvipfuyo
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more