Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Munhu anogara achingorwara rwara.
Vedzinza rako vakafa karekare.
Munhu asinganzwi.
Munhu anokasira kuchema kunyangwe pasina chikonzero chikuru.
Munhu anenge ane mari yakawanda.
Munhu asingatauri.
Rume rine zimhumhu guru uye riine simba.
Zirume rakangoti vhuvhuva kuita zirema chairo.
Mukadzi asingabereki
Munhu anongoda kutora zvisizvake asingaonekwi.
Vanhu vanofarira tsiva zvakanyanya zvekuti nguva neguva vanongokonzeresa kuti va...
Wedzinza rako akafa karekare
Munhu akafa karekare.
Munhu ari kufamba asina kana chaakapfeka pamuviri pake.
Munhu anobva panzvimbo doro rapera.
Munhu akafirwa.
Munhu anoswera akagara asingaite basa.
Mbavha dzekuvhomora zvinhu muhomwe dzevanhu.
Muridzi wechinhu.
Buy cheap Laptops in end of month sale
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more