Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Mukadzi anozvara vana vakafa
Munhukadzi akurirwa nemimba ava kuda kusununguka
Mukadzi wechipiri pachipari.
Munhukadzi akanyangara
Mukadzi akaroorwa
Mukadzi anobereka vana vachifa
Mukadzi ane chisimba kana ganyavhu pakutaura kana kuita kwake.
Musikana auri kudanana naye
Munhukadzi anongoda zvekukakavadzana ne vamwe
Munhukadzi ane hushingi
Mukadzi asingagoni kumira negumbo rimwe chete zvekuti anokonzeresa kuti varume v...
Mukadzi wepiri nevanotevera.
Mukadzi kana murume ari kuchata
Mukadzi wekutanga.
Mukadzi mudiki paguru.
Mukadzi washe wekutanga.
Munhukadzi ane mwana uye achiri kukwanisa kuzvara. Munhukadzi akarambwa nemurum...
Musikana akanaka ari mutete
Munhukadzi abatsirwa mwana asati adarika mwedzi achiyamwisa
Munhukadzi ane vana vakawanda asi asina murume
Buy cheap Laptops in end of month sale
Mukadzi wechipiri wamambo
Munhukadzi akaroorwa mumusha menyu.
Munhukadzi achangobva kusununguka mwana
Mukadzi anozvara vasikana chete
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more