Includes: Pamba, Mumba, Kurima
Hari diki yakatambanuka inoshandiswa kukwidibira dzimwe hari kana kukangira nzun...
Mudziyo wematanda wskasungwa nemakavi wairadzikwa mushakabvu pakunovigwa.
Mudziyo unoteyeswa makonzo nembeva.
Hari inobikirwa doro.
Mudziyo wekushandisa kubata hove zhinji nguva imwe chete wakaita kunge mambure.
Inoshandiswa nevakaroorana musikiro pakugeza murume.
Hari yekukodzera mukaka.
Kare mudziyo waichengeterwa mafuta.
Hari yekuchekuchengetera mvura yekunwa kana kunwira doro rendari.
Hari yekucherera mvura yekunwa kubva kutsime.
Hari yekutakurira doro vanhu vari kushanda mumunda.
Mudziyo wekubatisa mhuka wakavakwa namapango.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more