Includes: Pamba, Mumba, Kurima
Hari diki yakatambanuka inoshandiswa kukwidibira dzimwe hari...
Mbesa dzemhando imwe dzisina kusanganiswa. Sokuti chibage ch...
Nhengo yebanga ine panocheka, chisimbi chinotema chedemo, ka...
Mudziyo wematanda wskasungwa nemakavi wairadzikwa mushakabvu...
Kamudziyo kadiki kekushandisa kuisira zvakasiyana siyana pam...
Mudziyo une maburi unokwizirwa michero yakadai sembatatisi,...
Banga rakapinza.
Mudziyo unoshandiswa kurovera pasi kana vanhu vachivaka dzim...
Tsapi diki.
Chinhu chinoonza muviri.
Mudziyo unoteyeswa makonzo nembeva.
Hari inobikirwa doro.
Mudziyo wekushandisa kubata hove zhinji nguva imwe chete wak...
Inoshandiswa nevakaroorana musikiro pakugeza murume.
Mudziyo unenge tswanda asi uri mudiki wekuisira upfu panguva...
Mukadzi anoroorwa nekuti mumba mashaya mbereko
Dzama rehuswa zvikurusei huswa hunoshandiswa kupfirira denga...
Kusakara kwechari kunotanga masa kana kumapeto.
Hari yekukodzera mukaka.
Kare mudziyo waichengeterwa mafuta.
Bere.
Hari yekuchekuchengetera mvura yekunwa kana kunwira doro ren...