Includes: Pamba, Mumba, Kurima
Chinopinza zvikuru chinochekeswa zvinhu pamba.
Mudziyo unoshandiswa nevavezi vemipinyi yamapadza nematemo kuboora mipinyi.
Mudziyo unoshandiswa kupakura sadza, usavi uye unoshandiswa zvakare pakubika usa...
Mudziyo unotakura doro kuenda kumba richibva panzvimbo parabikwa
Munosikirwa nyimo.
Mudziyo unoshandiswa kuvhutirisa moto unopisa zvikuru wekupisa simbi kuti mapadz...
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more