Includes: Pamba, Mumba, Kurima
Hari zhinji dzokuchengetera hupfu.
Zvimiti zvakapinza zvinoiswa mugomba rekuteyera mhuka.
Bhegi rinorukwa netambo.
Mudziyo unoshandiswa kuveza mupinyi nemhizha.
Dzinoridzwa panenge pachiitwa mitambo yakaita sekupira vadzimu, bira kana mukwer...
Kandiro kadiki kanopakurirwa husavi.
Tsanga dzakarukwa nemikosi nematumbo. Mhasa idzi ndedzekurarira kana kugara vanh...
Mudziyo unoshandiswa kubata nhindiri kana seina.
Chinopinza zvikuru chinochekeswa zvinhu pamba.
Hari huru inobikirwa doro.
Tyava chakarukwa netambo ina.
Mudziyo unoshandiswa nevavezi vemipinyi yamapadza nematemo kuboora mipinyi.
Musungo wekubatisa shiri.
Chimuti chakavezwa chakapamhama kudivi riri zasi chinoshandiswa pakubika sadza n...
Mudziyo unoshandiswa kupakura sadza, usavi uye unoshandiswa zvakare pakubika usa...
Mudziyo unotakura doro kuenda kumba richibva panzvimbo parabikwa
Mudziyo unoshandiswa kuchera mvura kana mimwe mituvi kazhinji kubva muchirongo k...
Churu chine ivhu rakanaka rinokwanisa kuumba hari dzakanaka.
Kumberi kwetsono kwakapinza.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Mupendero wejira riri kusonwa.
Mudziyo unokonzongeswa nekusikiswa sadza parinotangirwa kuti risaite mapundu. Mu...
Munosikirwa nyimo.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more