Includes: Tsumo, Madimikira, Nyaudzosingwi, Fananidzo
Nguva yekarekare.
Nyaya kana zvisina maturo kana kukosha
Kuudza munhu mashoko anorwadza.
Kuita zvinhu nokuchimbidza vazhinji vasati vapinda mazviri wobudirira.
Zvinhu zvinenge zvisina kumira zvakanaka.
Kuita zvinhu zvisina basa, kufarisa.
Munhu anoita zvinhu zvisinga budirire.
Zvinhu zvinoshamisa zvikuru.
Kuwanda zvikuru.
Munhu wepedyo ausinga fanirwi kudanana naye.
Chinhu chaunodisa.
Kupinda muma tambudziko
Tsitsi dzekunyepa.
Zvinoreva munhu arasikirwa nezano, haachazivi pokubata kana kwekuenda. Ichi chir...
Vanhu vanenge vachireva kuti zvinhu zvave kuda kushata kana kuti kuipa.
Munhu asina pamba pokugara.
Kuita Tsitsi.
Kuita basa rinenge raitwa ne vamwe kare.
Kushandira chinhu kaviri asi uchiwana mubayiro wekushanda kamwe.
Kutaura mashoko ekunyomba.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Kumhanya muri chikwata mumwe ne mumwe akananga kwake.
Kutaurisa
Kutaurisa.
Musanzwa tsitsi.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more