Includes: Nzira, Matanho, Vanhu, Mabiko, Zvinhu, Midziyo
Munhu anotumwa kufambisa mashoko pakati pemhuri dziri kuroorerana uyezve anotumw...
Munhu uya anotumwa nepfuma yekuroora nayo.
Mutambo unotambwa nevana usiku pajenaguru vachisarudza wavanoda kuroora kana kur...
Rimwe zita rinopiwa kuna vatezvara.
Mari inobviswa nemukuwasha kuti tezvara vagozotinhisa mombe dzavo voenda nadzo.
Mari inobvisirwa muroora kana operekwa mumusha. Mari yeshonongoro iyi ndiyo yaan...
Mari inobviswa nasadombo kuti atange kubvisa roora.
Mukadzi anodiwa kupfuura vakadzi vose pabarika.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more