Includes: Chikafu, Usavi, Zvirimwa, Zvinwiwa
Doro rinobikirwa vanhu vashoma rokunwa vega risiri rokutengesa.
Usavi hunogadzirwa ne dovi rakasanganiswa nemvura rokwatiswa.
Mhando yechibage inoshandiswa kukanga mapopukoni.
Kudambura dambura nhanga.
Kubika kasadza kadiki.
Kupakura kana kutora chimwe chikafu uchidya usati wapedza kubika.
Kusvina mafuta kubva munzungu.
Kubika nyama nguva yakareba kuti ipfave.
Nyama inonetsa kucheka nenhau yekuwomarara kana maitiro emarunda ekuti mazino ha...
Kukuya chikafu chishoma.
Kupfava kwenyama yabikwa nguva refu.
Kuisa ingava nyama pedyo nemoto kana pamutariro uri pamusoro pemoto.
Kupara nhanga.
Tsika yekucheka pahuro kuti ropa ribude panobaiwa mhuka dzakadai semombe, hwayi,...
Kumba sadza muchanza uchidzvanya kuita kabhora kadoko kanokabirika mukanwa.
Kudya sadza risina usavi.
Buy cheap Laptops in end of month sale
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more