Includes: Chikafu, Usavi, Zvirimwa, Zvinwiwa
Chibage chakabandurwa kana kumbadzwa.
Nzungu dzisina kukora dzinodyiwa nevana pakukohwa.
Mhodzi kana kuti nhikiti dzemanhanga dzakaumbwa kuita zvibhora dzobikwa.
Tsanga dze chibage dzabviswa kamoyo kepakati.
Zvekudya zvinonaka zvikuru uye zvinenge zvakawanda.
Zvinosara kana nzungu dzasvinwa mafuta.
Madonhwe ekupedzisira edoro.
Mafuta enzungu
Doro richangobva mukusvina risati rarara. Haridhaki uye rinogona kupihwa pwere.
Chibage chinyoro chave kuda kusvika pakusimba kwekuti chidyiwe.
Zvinoungana pasi mudoro rabikwa
Doro rekupedzisira pa nhimbe.
Chinwiwa chinogadirwa nechimera kana nesadza
Kaganda kekunze kwe chibage, nzungu
Chibage chinozokwatiswa chatsokonyorwa. Chinokwatiswa kusvika chofunuka rukanda...
Chinwiwa chinogadirwa nesadza rinenge rasara kana kukurunga bota zvoiswa chimera
Anogadirwa nechimera kana nesadza
Nyemba nyoro dzakabikwa nemakanda adzo.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Makanda ekunze enzungu.
Tsika yokudya kudzimba kwevamwe iwe usina kukokwa.
nyama yakaomarara isati yabikwa ye bhuru.
Mafuta enyama.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more