Includes: Ropa
Mukadzi wechipiri
Mukadzi wehanzvadzi yemukadzi wako. Mukadzi womukoma wababa vako. Mukoma wa amai...
Mukadzi womunin’ina wababa vako. Munin’ina wa amai vako. Mwana musikana we hanzv...
Vana vanozvarwa namai vamwechete nguva imwe
Mai va baba kana mai vako.
Murume zita raanodaidza naro mukadzi wa tsano vake hanzvadzi yemukadzi
Mukadzi zita raanodaidza naro mai vemurume wake
Munhu akabva nzvimbo iri kure kuzogara munharaunda yenyu.
Mwanasikana wako akaroorwa ane mwana kana vana
Mwana anouya nemukadzi achiroorwa ariwe mumwe murume.
Mukadzi mukuru pabarika
Mukadzi akaroorwa.
Mukadzi mudiki pabarika
KuManyika mukoma zvinoreva mukomana wose mukuru kwauri zvisinei kuti uri musikan...
Buy cheap Laptops in end of month sale
Mwanakomana.
Mwanakomana wababa.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more