Includes: Ropa
Mukadzi wehanzvadzi yemukadzi wako. Mukadzi womukoma wababa vako. Mukoma wa amai...
Mukadzi womunin’ina wababa vako. Munin’ina wa amai vako. Mwana musikana we hanzv...
Mai va baba kana mai vako.
Mwanasikana wako akaroorwa ane mwana kana vana
KuManyika mukoma zvinoreva mukomana wose mukuru kwauri zvisinei kuti uri musikan...
Mwanakomana.
Mwanakomana wababa.
Mwanasikana wamambo
Baba vasekuru (baba vababa vako)
Kana uri munhukadzi mwana musikana wehanzvadzi yako. Mwana awakatangira kuzvarwa...
Munin'ina kana mukoma wemurume wako.
Mukomana kana achiona hanzvadzi yake
Mwana watete vako, ndokunge iwe uri mukomana. Mwana we hanzvadzi yako. Mwana wem...
Mwanasikana wababa.
Zita rinopihwa ne musikana kumwana watete vake
Mwanasikana wako
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more