Includes: Mwaka, Nguva, Mwedzi yegore, Mazuva evhiki
Nguva yezuva ronodoka vanhu vapedza mabasa.
Mwedzi wainaya mvura yemubvumbi zuva rose kana kuita mazuva maviri ichinaya ichi...
Mangwanani kunze kusati kwaedza
Mwedzi wechipiri wegore. Wakanzi Kukadzi nokuti kare vakadzi vainzi vairuta zvak...
Mwedzi wechitatu wegore. Mumwedzi uyu varumewo vairuta samare. Mwedzi iwoyu unoz...
Kunonoka kusvika panzvimbo wosvika mutambo wava kupera
Nguva inenge yakwana chiitiko chasvika kumagumo
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more