Includes: Nzira, Matanho, Vanhu, Mabiko, Zvinhu, Midziyo
Kuorora vakadzi vakawanda wogara navo nguva imwe chete. Musha une vakadzi vaviri...
Mhosva yokunge munhurume nemunhukadzi vane hukama hwepedyo sehanzvadzi varara vo...
Mabasa anoitwa nemuroora parufu nepane mitambo yakasiyana siyana pamusha.
Musha une vakadzi vaviri kana vazhinji pamurume mumwe chete, panguva imwe chete.
Muroora aigara achibika navamwene kusvika aita mwana wekutanga asi vakadzi vechi...
Murume nemukadzi vakaroorana vanenge vakonana kana kupesana kusvika pakurambana...
Kupa mukadzi gupuro rinoti ndakuramba chidzokera kumusha kwako.
Kupindira itsika yekare apo murume aikumbira hama yake kubatsira pakuwana vana...
Murume nemudzimai vaigona kupihwa mishonga inobatsira kuti vawane mbereko.
Mhosva yokunge munhurume nemunhukadzi vane hukama hwepedyo varara vose pabonde....
Mutambo wekuti vakomana vanorwira vasikana.
Mutambo unotambwa nevana usiku pajenaguru vachisarudza wavanoda kuroora kana kur...
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more