Includes: Nzira, Matanho, Vanhu, Mabiko, Zvinhu, Midziyo
Musi unobvunzirwa mukunda wavo vanababa vanototanga nekumubvunza kuti anoziva va...
Vanhu vaviri munhurume nemunhukadzi vasina kuroorana pamberi patezvara vachigara...
Musikana agarisa paumhandara nokushaya anoroora anenge awana munhu waanoda. Vane...
Vamwewo vanowana nekugara nhaka. Vanotora kana kupihwa mukadzi wemukoma kana mun...
Murume aitobvisa pfuma mwana achiri kurerwa kumba kwavo, iye atozivikanwa kuti m...
Vamwe vanowana kana kuwanikwa kubudikidza nengozi inenge yapinda mumusha. Kana a...
Kutorana kwemunhurume nemunhukadzi kuti vagare pamwechete vamise imba.
Nzira iyi inouya nekuda zvakare kwekushaya chekubata kumukomana. Anenge achidana...
Kutizira ndekwemusikana anozviendera kuchikomba chake ega kana aita pamuviri asi...
Kutizisa mukumbo. Izvi zvinowanzoitwa panguva dzousiku apo musikana anotiziswa m...
Kutorana kwemunhurume nemunhukadzi kuti vagare pamwechete vamise imba
Kune nzira inoshandiswa nekuda kwekushaya twuso. Mumba munogona kupinda nzara mb...
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more