Includes: Kurima, Zvirimwa, Zvipuka
Muguri uchine chibage chawo.
Idungirwa rinotungira kubva pachigutsa chemuti wakatemwa kan...
Sakatire riri kubuda padzinde rechibage.
Muguri wabviswa chibage.
Mudziyo unochekerwa zviyo.
Mhando yenzungu dzaka chena
Mhando ye nzungu
Nyimo nhema.
Mhando ye nzungu ine mashizha akasvibira zvakanyanya.
Nzungu chena uye iri diki
Murwi wenzungu dzisina kutokonorwa
Nzungu chena dzinokurumidza kuibva mumunda
Imwe mhando ye nzungu
Dzinde rakabereka zvakanyanyisa.
shizha rinotanga kubuda zvikurusei rezvirimwa zvine tsanga z...
Ndima inosara isina kurimwa pakati pedzakarimwa.
Zuva rimwe chete pasvondo rinoyereswa nekuremekedzwa nevanhu...
Chibage paya pachinovamba kuumba muguri.
Mushonga wekutorera vamwe zvirimwa mumunda
Chibage chinyoro chidiki.