Includes: Kurima, Zvirimwa, Zvipuka
Mudziyo unochekerwa zviyo.
Mhando yenzungu dzaka chena
Mhando ye nzungu
Nyimo nhema.
Mhando ye nzungu ine mashizha akasvibira zvakanyanya.
Nzungu chena uye iri diki
Murwi wenzungu dzisina kutokonorwa
Nzungu chena dzinokurumidza kuibva mumunda
Imwe mhando ye nzungu
Dzinde rakabereka zvakanyanyisa.
shizha rinotanga kubuda zvikurusei rezvirimwa zvine tsanga zvakadai sechibage, r...
Ndima inosara isina kurimwa pakati pedzakarimwa.
Sakatire riri kubuda padzinde rechibage.
Zuva rimwe chete pasvondo rinoyereswa nekuremekedzwa nevanhu zvokuti vanhu havai...
Chibage paya pachinovamba kuumba muguri.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more