Includes: Kurima, Zvirimwa, Zvipuka
Uwandu hwembesa kana mbeu dzinenge dzakohwewa kubva mumunda.
Tsika yakatanga kare kare iyo yekuti masahwira nemhuri dzaka...
Dzinde renzungu ne nzungu dzaro
Chirimwa chinenge mhunga, asi icho gunhi kana kuti dzinde ra...
Muguri wabviswa chibage.
Shanga rechibage kana mapfunde kana ipwa rakaoma.
Chibage paya pachinovamba kuumba muguri.