Includes: Kurima, Zvirimwa, Zvipuka
Nzungu diki inoita mafuta akawanda
Mudzi wakabumbira sembambaira.
Imwe mhando yenzungu
Nzungu chena dzinokurumidza kukura nekukohwewa
Mhando yenzungu
Kudzura nzungu pakukohwa.
Kukohwa rukweza mumunda
kukohwa mbambaira
Kutobora mbesa dzichangomera.
Kuisa mbeu muvhu kuti igomera.
Kufamba uchiita basa rekunonga zvakasarira muminda yavamwe.
Kubvisa muguri wechibage mumashanga
Kutema munda kuti uchirimwa.
Kukanda mbeu pamusoro pevhu.
Apo mbeu inotanga kunyuka kubva muvhu mayakadyarwa.
Kubereka kwe dzinde zvakanyanyisa.
Kuvamba kuumba muguri wechibage.
Kurima ivhu rakaoma pasina mvura kana hunyoro
Kuwumba mihomba seye mambaira.
Kutanga kumera kwembeu
Kurima muchitimba nemapadza.