Includes: Kurima, Zvirimwa, Zvipuka
Mukuunda kwatiri kuita gura redu, regai timbotsveyamisa gejo kuitira mabhan’a ay...
Dzinde rinobereka midzi inobumba pasi pevhu.
Dzinde renzungu ne nzungu dzaro
Mashanga echibage kana mapfunde kana ipwa akaoma.
Nguva inomborega vanhu kushanda mabasa mushure mekufa kwehama kana muvakidzani.
Ndove yemombe inoiswa mumunda.
Mhando yenzungu inoita vana vatatu mugoko
Mhando ye nzungu
Nhengo yedzinde inokura pane ruva mumadzinde mazhinji inova ndiyo inomera kana i...
Sakatire riri kubuda padzinde rechibage.
Mbeu dzemichero inowanikwa kumunda yakaita semanhanga, manwiwa, mapudzi uyewo iy...
Kanzungu katumbuka
Mbeu yetsine.
Mhodzi dzemanhanga.
Chibage chinyoro chidiki.
Muguri uchine chibage chawo.
Zvinowanikwa pamaruva uye zvinotakura nhengo dzechirume dzinokukumidza madzinde...
Chikamu chakapfava chepakati pembeu.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Manyowa emashizha nezvimwe zvakaworera.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more