Duramazwi (Dictionary)
Mvura inotakura mweya mumuviri
Kubatsira mumwe
Kunzwa kuda nekufarira mumwe
Kusavapo kwemhirizhonga uye kugara hupenyu husina matambudziko
Mvura inoyerera zvishoma nezvishoma, kazhinji ichitevera nzira yakadzika pasi. Rinogona kunge riri d...
Kuratidza kuremekedza mumwe
Chinobva paguvhu remwana choraswa
Dzimba dzakavakwa dzichitevedzana
Nhengo inoshandiswa kubata
Nhengo inoshandiswa kuravira nekutaura
Sango retsanga
Kunzwa kusada mumwe
Dombo rakakura
Mvura inoyerera ichitevedza nzira yayo