Duramazwi (Dictionary)
Mhepo inofamba ichitenderera ichisimudza mavhu nemarara
Huswa hwekupfirira dzimba hwakachekwa hwounganidzwa hwakasungwa
Chinhu chinoshandiswa kugara pamusoro pacho. Chinzvimbo chemunhu pabasa kana danho ripi zvaro pahuro...
Maminimini
Nzvimbo inoenda vadzidzi kunodzidzira zvinhu zvakasiyana siyana.
Imba inowunganidzwa mhando dzakasiyana dzemagwaro, vanhu vachizopota vachikwereta vachizodzosa.
Vanhu vakawanda vane chinangwa chimwe
Zvinhu zvemazuva ano, matauriro, mapfekero kana tsika dzemukore uno kana mazuvano.
Kushanda munyerere nechinangwa chekusada kuonekwa uye muchikasira
Nzungu zhinji dzisina kumenywa
Kutsvuka kwemuromo kunokonzerwa nekunwa chikokiyana kana kachasu
Mari yekuvamba bhizinisi
Kusagadzikana kwemiviri