Duramazwi (Dictionary)
Dota rakaungana
Panoyambukwa napo rwizi
Huswa hwamera panzvimbo imwe
Vanhu vazhinji kana mhuka dzakawanda
Nhengo yemuviri inoshandiswa kuona
Nhamo dzinosangana nevanhu pasina zvavangaite kuzvidzivirira
Vanhu vakawanda vari kurimira mambo
Nguva inobvira mangwanini vanhu vachimuka kusvika vanhu vachienda kunorara usiku.