Duramazwi (Dictionary)
Shamwari yepedyo
Nzvimbo ine miti mizhinji
Boka rezvinhu zvakafanana zvakawanda pamwe
Baba vababa kana amai
Mubairo unopihwa munhu anenge anhonga chinhu chinenge charasika akaenda nacho kumuridzi wacho
Mukanwa mekuti chero chawadya haunzwe kunaka kwacho
Dambudziko rekushaya zvekupfeka
Chirwere chisingarapike chinoparadza mushawese
Huni dzakaunganidzwa