Duramazwi (Dictionary)
Basa rinodzimba
Kuita zvinhu nenzira inosiya vamwe vataika.
Manyora akatenderedza chiuno
Mutambo unotambwa nevana vachiteedzera zvinoitwa nevanhu mumhuri, vachitamba sevabereki, vana, mbuya...
Mheremhere inoitwa nevanhu vanenge vari pamafaro
Mari inopihwa n'anga pabasa rainenge yaita
Zvinhu zvinoshamisa, zvakarurama
Zvinhu zvakanaka chaizvo zvemhando yepamusoro
Mufaro, chido neshungu dzinoita kuti upamhidzire zvauri kuita zvakanaka mushure mekukuzwa
Mhando yezviyo zvinorimwa zvikuru kumaruwa. Zvine tsanga dzakati kurei uye zvinoshandiswa kugadzira...
Zvinhu zvinoshamisa, zvakarurama
Uku kuchinjika kunoita mwana ari mudumbu ramai vake, zvinogona kukonzera njodzi. Mareyamhuru zvakare...
Chinhu chinoshandiswa pakutenga kana kubhadhara
Nguva yekuchema mufi inotevera kufa kwemunhu
Kuita basa nenguva
Kuita zvinhu wega usingade kubatana nevamwe
Zvidzvanga zvinoita paganda remunhu anonyanya kudziya moto
Hushoma kana chinhambwe chidiki
Kusungwa maoko nemakumbo
Kufamba nekukurumidza