Includes: Mwaka, Nguva, Mwedzi yegore, Mazuva evhiki
Mwedzi uri pakati nepakati pegore, unova mwedzi wechitanhatu.
Muchero unowanikwa kumamisha unonzi nhunguru unoibva nguva iyoyi kana kuti mwedz...
Ndiwo mwedzi unopedzisira mumwaka weMatsutso uye ndipo panotanga mwaka weChando....
Mwedzi wechigumi wegore. Mwedzi uyu uri munguva yeChirimo mushure maGunyana.
Uyu mwedzi wechipfumbamwe unova mumwaka weChirimo. Ndiwo mwedzi unonaya.
Mwedzi wainaya mvura yemubvumbi zuva rose kana kuita mazuva maviri ichinaya ichi...
Mwedzi wechipiri wegore. Wakanzi Kukadzi nokuti kare vakadzi vainzi vairuta zvak...
Mwedzi wechitatu wegore. Mumwedzi uyu varumewo vairuta samare. Mwedzi iwoyu unoz...
Mumwedzi uyu mbudzi zhinji ndipo padzinobereka. Hazvibvumirwe kuti munhu aroore...
Ndiwo mwedzi wekutanga wegore. Mumwedzi uyu unowanda zvipembenene zvine zita rek...
Chinovhuvhuta imhepo yakawanda. Mwedzi uyu unenge uine mhepo yakawanda.
Kubva paizwi rekutenda rekuti mazviita. Mwedzi uyu unotorwa semwedzi wekurangari...
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more