Includes: Mwaka, Nguva, Mwedzi yegore, Mazuva evhiki
Nguva yepakati nepakati pemangwanani apo zuva rinotanga kupisa.
Nguva yakauya vaChena munyika ye Zimbabwe.
Nguva yezuva ronodoka vanhu vapedza mabasa.
Mangwanani kunze kusati kwaedza
Kunonoka kusvika panzvimbo wosvika mutambo wava kupera
Nguva inenge yakwana chiitiko chasvika kumagumo
Mangwanani kunze kusati kwaedza.
Iyi inguva apo kumadokero kunenge kwatsvukuruka zuva rava kupinda muna amai. Kaz...
Nguva yekuti kunze kunenge kwasviba
Anotanga nguva dzeina kusvika dzeshanu mangwanani. Sekutaura kwevakuru nguva idz...
Kunze kwava kuedza utunga hwezuva hwatsvuka
Inguva iyo kazhinji munguva yechando vanhu vasisaendi kuminda vanoteedza mushana...
Inguva inowanikwa kaviri pazuva inova, kunze kwava kuda kuchena pakati peawa res...
Urwu nderwe manheru kana kuti mauro. Mhuka iye inonzi mhembwe inenge yabuda muma...
Nguva yemangwanani pasi pachine dova
Izita rinobva pakapuka kanonzi nhiriri kanodya huku. Nguva iyi kunze kwoyedza nd...
Iyi inguva yakunenge kwati svibeyi vaenzi vasisanyatsooneka pavanosvika. Kana mu...
Mangwanani kunze kuchangoedza zuva rava kutanga kubuda.
Mangwanani zuva ravakuoneka.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Masikati zuva rakabuda
Nguva yemangwanani tavakuda kunobata masikati.
Zuva rinenge radoka kunze kwasviba
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more