Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Mwanasikana achangobuda mazamu uye ane makore gumi nerimwe kana gumi nemaviri
Mukadzi akwegura.
Mwanasikana akanaka asvika pazera rekuroorwa
Mwanasikana achangokura
Musikana akanaka asvika pazera rekuroorwa
Murume akwegura.
Munhu akwegura oda kufa.
Chembere kana harahwa yakurisa.
Murume akura adarika zera rekuroora asina mukadzi
Mukomana ayaruka.
Musikana ayaruka asvika pazera rekuroorwa
Munhu akura chaizvo pazera rake.
Zita rokuremekedza rinowanzopihwa kumunhurume akura.
Mwanasikana achiri wechidikidiki vkuakore anosvika mashanu kana manomwe ava kunz...
Mwana aberekwa mwedzi yake yakakwana.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more