Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Musikana asina kunaka pameso.
Mwana wekutanga kuzvarwa mumhuri.
Mwana anotanga kumera mazino ekumusoro.
Mwana anofa asati amera mazino.
Mwana anozvarwa nguva isati yasvika.
Mwana akazvarwa asina baba vanozivikanwa kana mutupo unozivikanwa.
Mwana wekupedzisira kuzvarwa mumhuri.
Mwana anozvarwa ari ega mumhuri
Musikana asina kumboenda kuchikoro
Mwana akarambwa na baba vake vachiti haasi mwana wavo
Mwanasikana waMambo.
Mwana achangobviswa pazamu
Mwana mukomana wekutanga wamambo kana anotanga kuzvarwa mumba.
Mwana akafirwa nevabereki.
Mwana anofira mudumbu.
Mwanasikana asati ayaruka
Musikana murefu akanaka chaizvo pameso nepachimiro pake ari mutete
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more