Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Panochengeterwa huni dzekubikisa.
Marindo evasikana kana vakomana vasina kuroora kana kuroorwa.
Imba yehuswa isina denga.
Nheyo yemba kana ruvara rwatemwa kuti imba ichikawa.
Puranga rakachinjika pamusuwo paunoyambuka kubva panze kupinda mumba.
Musha uri kwawo wega kusina vamwe
Imba isina denga
Nzvimbo yekubikira.
Panochengeterwa mashamba nemanhanga.
Musha usisina anogarapo, vanhu vakatama kana vakapera kufa.
Munochengeterwa zvirimwa zviya zvinenge zvapurwa.
Imba ine makamuri akawanda anokwira mudenga.
Mumba munorara vakomana.
Chivakwa chinogara vanhu pavanobikira, kudyira nokurara. Imba dzinokiwa nezvidhi...
Imba yekubikira pamusha
Kutiva kwedenga remba
Imba yokurarira.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Chidziro chematombo
Nzvimbo iri pasi pemba yakakwirira yekuti haisvikike.
Imba iri padenga yakagara pamatanda
Chidimbu chemudurikudzwa chiri pamusoro chine marindo.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more