Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Munda munyoro unogara une mvura
Munda watemwa madenhere kuti uchirimwa.
Munda unorimwa muriwo.
Ndima inosara isina kurimwa pakati pedzakarimwa.
Chikamu chemunda chapwiwa kuti munhu asakure. Zvinoreva zvakare chikamu chemunda...
Munda kana gomba rakakura.
Munda mukuru wakarimwa.
Munda mudiki wokurimira fodya.
Munda unorimwa tsenza kana mupunga kuchigara kuine hunyoro.
Munda mutsva.
Munda wakakura zvikuru.
Munda waimborimwa kare. Munda wave nenguva yakareba uchirimwa.
Munda watemwa madenhere kuti uchirimwa
Munda uri muchikomo.
Munochengeterwa zvirimwa zviya zvinenge zvapurwa.
Minda yakaundiwa kare ingava ichiri kurimwa kana isisarimwe.
Munda unowanikwa nemateru egomo kana pamawere.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Munda wakadyarwa huswa kana miti.
Minda inorimwa mumapani ane hunyoro
Ndima yevhu yakatambanuka inoshandiswa senvimbo yekudyara zvirimwa zvinosanganis...
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more