Includes: Pamba, Mumba, Kurima
Mudziyo mudiki unongoshandiswa kuisirwa zvinhu.
Mhando yetswanda huru inoshandiswa kutakura zvirimwa zvakaita sezviyo, mupunga n...
Hari yekuchengetera hupfu.
Musungo unogadzirwa navavhimi kana vachida kubata mhuka dzakati kurei semabimha,...
Chimuti chakapinza chine unzi.
Mushonga wekutorera vamwe zvirimwa mumunda
Tsono yekusonesa kana tichivhara masaga ane goho kana mbesa.
Mudziyo wekushandisa kubata hove zhinji nguva imwe chete wakaita kunge mambure.
Midziyo inoshandiswa kudzvura chibage, nzungu nezvimwe zvakasiyana siyana.
Zibhasiketi hombe rasakara.
Tsapata kana rukukwe rwasakara.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more