Includes: Pamba, Mumba, Kurima
Tsono inoshandiswa kusona mbatya dzakabvaruka.
Mudziyo mudiki unoshandiswa kutakura zviro zvichazodirwa mun...
Guchu rine muromo mukuru rinoshandiswa sedhishi kana kubangi...
Mudziyo unoshandiswa kuzvidzivirira kana vanhu vachirwa.
Kasero kakanyanya kudupika.
Hari yekutakurira doro vanhu vari kushanda mumunda.
Mudziyo unoroveswa simbi nezvipikiri.