Includes: Pamba, Mumba, Kurima
Shinda yekusonesa.
Hari huru inodziyisirwa mvura yekubikisa doro.
Tsono yesimbi.
Mudziyo unoshandiswa kuutsa mbeu dzinenge chibage, nyemba ne...
Mudziyo unenge tswanda asi uri mudiki wekuisira upfu panguva...
Bhasiketi diki rasakara.
Kamudziyo kadiki kanoshandiswa kumimina hwahwa.
Hari diki yakatambanuka inoshandiswa kukwidibira dzimwe hari...