Includes: Pamba, Mumba, Kurima
Hari yekushandisa kugeza muviri kana nhumbi.
Hari yekushandisa kugezera maoko kana kumeso.
Mudziyo unoshandiswa kubata nhindiri kana seina.
Mudziyo unodonhedza mvura nekuda kweburi riri pasina kufanir...
Kutakura doro kubva parabikirwa kuenda kumba.
Kuisa chimera mudoro