Includes: Pamba, Mumba, Kurima
Hari yekushandisa kugeza muviri kana nhumbi.
Hari inoshandiswa kubikira doro.
Hari ine nyama yakabikwa.
Hari huru inobikirwa doro.
Homwe inobangirwa miseve.
Kare mudziyo waichengeterwa munyu.
Mudziyo unotakura doro kuenda kumba richibva panzvimbo parab...
Munosikirwa nyimo.
Midziyo yedombo inoshandiswa kukuya dovi, chimera nezvimwe.
Banga rakagomara.
Tswanda inoshandiswa mabasa akasiyana siyana pamusha.