Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Munhu ano sanganisa zvinhu.
Munhu anoda kuzviita muzivi wazvose asingatsiurike.
Munhu ane muviri muhombe kazhinji kacho nedumbu rakakura.
Divi riri kumusoro kwenyika.
Divi riri pakati peChamhembe neMabvazuva.
Divi riri pakati peChamhembe neMadokero.
Munhu anenge asingasarudze pane zvaanosangana nazvo.
Munhu anozvipinza mumatambudziko pasina chimuko chinozobuda
Munhu ane nharo anoramba kutsiurwa.
Munhu anoremekedzwa ishe kana mambo
Munhu asingagare pamba, mugaradzakasungwa.
Munhu anogara akangopfeka mamvemve kana matsoto.
Mukadzi akwegura.
Imba yehuswa isina denga.
Musikana akanyangara pachiso.
Musikana anoyevedza
Munhu akapambwa pahondo achibva kune imwe nyika.
Munhu anopihwa chinzvimbo chakakosha muupenyu nekuti akaita mukurumbira kana kud...
Miti yakasiyana yakawanada panzvimbo imwe.
Munhu anofarira vaenzi pamusha pake
Buy cheap Laptops in end of month sale
Munhu anodhakwa kana kuti kuraradza.
Chinhu chaunodisisa
Munhu asingade kumirira zvinhu asingade zvinonoka nekumutorera nguva.
Munhu anoroya.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more