Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Rume rine zimhumhu guru uye riine simba.
Mukadzi kana murume asingabereki.
Munhukadzi akazvara kamwe.
Murume akwegura.
Munhu akwegura oda kufa.
Chembere kana harahwa yakurisa.
Vanhu vakawanda kana vachishandira doro.
Munhu ane mukurumbira wekurapa.
Nyanzvi yoku vhima.
Munochengeterwa zvirimwa zviya zvinenge zvapurwa.
Minda yakaundiwa kare ingava ichiri kurimwa kana isisarimwe.
Dota rakaungana.
Murume anogara oga adarika zera rekuroora asina mukadzi.
Munhu anoshandirana nevamwe mune zvakarurama.
Uzhinji hwezvinhu zvisina kunyatsorongwa zvakanaka.
Murimi mukuru anokohwa kunyangwe gore rine nzara.
Murume akura adarika zera rekuroora asina mukadzi
Munhu waunodisisa.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more