Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Munovigwa munhu anenge afa.
Munhukadzi akwegura uye ari mutete
Dzimba dzakavakwa dzichitevedzana.
Unyanzi hwekushongedza hari nemavara
Sango retsanga rinonzi chii.
Mwana aberekwa mwedzi yake yakakwana.
Chidziro chematombo
Nzvimbo iri kutanga kutemwa kuti musha uvakwe.
Munhu anotsvaga tumhosva netumwe tusina maturo.
Vanhu vanofarira tsiva zvakanyanya zvekuti nguva neguva vanongokonzeresa kuti va...
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more