Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Munhu anozvarwa ari umwe chete mumhuri.
Dota rakaungana.
Nzvimbo kana munda wakakura.
Munhu anoita zvinhu zvake pasina waanibvunza kana waanotereerera.
Panorasirwa marara akatsvairwa mumba kana pachivanze.
Shiri dziri kubhururuka pamwe chete.
Munhu anotyiwa
Imba yaSabhuku.
Huswa hwamera panzvimbo imwechete.
Vanhu vazhinji kana zvipfuyo nemhuka.
Munhu afa mhosva dzake dzinobva dzadzimwa.
Aya maitiro emunhu ane husimbe, anenge achida zvekunanazikira nekusachimbidzika...
Munorara huku.
Vanhu vakawanda vachirimira mambo.
Vabereki vakafirwa nevana vese.
Sora rine minzwa inobaya zvikuru.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more