Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Munhu anochengeta mari yesangano kana mubatanidzwa.
Munhurume ane imba yake akaroora.
Munhu murombo kana chinhu chisina kukosha
Munhu anofanobata ushe kana mambo achinge afa kusvikira mumwe azogadzwa kana mun...
Munhu anotaurira vamwe ngano.
Zvinhu kana nhumbi dziri kutengeswa.
Munhu ane munyama wekuti anoshayiswaa mugove waanowansa pachinhu chaanenge abata...
Mwanasikana
Mwanasikana wamambo uye achisvikirwa nemudzimu
Munhu anoshinwa.
Munhu ane rugare neupenyu hwakanaka zvekuti hapana chaanoshaya muupenyu hwake.
Zita rinoreva kuzvidza.
Kana mapfunde asati apurwa achichengeterwa mutswanda huru.
Kumashure kwemunhu kana chinhu.
Zirume rakangoti vhuvhuva kuita zirema chairo.
Imba inorara vabereki.
Munhu mukuru kana anoremekedzwa.
Munotengeswa nyama.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Munhu akwegura ava neimvi mumusoro
Kana iri nguva yeZhizha miti inoita maruva nemichero yakawanda iri pamwepo.
Munhu ane mudzimu.
Huni dzekubikisa dzakaunganidzwa.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more